Yekudzidza
JANUARY 2026
NYAYA DZEKUDZIDZA MARCH 2–APRIL 5, 2026
© 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
RUGWARO RWEDU RWEGORE RWA2026 RUNOTI:
“Vanofara vaya vanoziva kuti vanoda kutungamirirwa naMwari.”—MAT. 5:3.
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo. Kana uchida kupa chipo chako, enda pawebsite inonzi donate.jw.org.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.