RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w25 August p. 32
  • Shandisa Mavhesi Ari Pakati Pepeji muBhaibheri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Shandisa Mavhesi Ari Pakati Pepeji muBhaibheri
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
  • Mashoko Akafanana
  • Zvaungaita Pakudzidza
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Zvaungaita Pakudzidza
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Raibhurari Inokwana Muruoko
    Mashandisirwo Ari Kuitwa Mari Yenyu Yezvipo
  • Tsvaga Mazano Anobatsira Muupenyu paJW.ORG
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
w25 August p. 32

ZVAUNGAITA PAKUDZIDZA

Shandisa Mavhesi Ari Pakati Pepeji muBhaibheri

MuBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva mune mavhesi anenge akanyorwa pakati pepeji. Chinangwa chemavhesi aya ndechekukubatsira kuona kupindirana kunoita mavhesi emuBhaibheri. Mavhesi iwayo ari pakati pepeji anenge ainewo mamwe mashoko anoenderana nenyaya yaunenge uchiverenga. Paunenge uchiverenga rimwe vhesi, unogona kuona kabhii kanenge kakaiswa pamberi perimwe shoko. Kana uri kushandisa Bhaibheri rakaprindwa, enda pakati pepeji wotsvaga kabhii kakafanana nekaunenge waona. Ipapo ndipo paunoona mamwe mavhesi anoenderana neraunenge uchiverenga. Kana uri kushandisa jw.org kana kuti JW Library®, chingobaya kabhii kacho uye panobva patobuda mavhesi anoenderana nerauri kuverenga.

Mavhesi iwayo anogona kukubatsira kuwana zvinhu zvakawanda kusanganisira:

Panowanika nyaya yakafanana neyauri kuverenga mune rimwe bhuku reBhaibheri. Semuenzaniso, ona 2 Samueri 24:1 na1 Makoronike 21:1.

Pakatorwa mashoko ari muvhesi rauri kuverenga: Semuenzaniso, ona Mateu 4:4 naDheuteronomi 8:3.

Kuzadziswa kweuprofita: Imwe vhesi inenge ichitaura uprofita, imwe ichitaura kuzadziswa kwahwo. Semuenzaniso, ona Mateu 21:5 naZekariya 9:9.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe