RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp25 nha. 1 p. 2
  • Sumo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Sumo
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2025
  • Mashoko Akafanana
  • Hondo Uye Kurwisana Zvinotikanganisa Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2025
  • Kurwisana Kuchapera Riini?—Bhaibheri Rinoti Kudii?
    Dzimwe Nyaya
  • Rugare Rwechokwadi—Rwunobva Mumanyukoi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Chii Chichaitika Kuhondo Mune Remangwana?
    Mukai!—1999
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2025
wp25 nha. 1 p. 2

Sumo

Unoda kugara munyika isina hondo uye kurwisana here? Vanhu vakawanda vanoda kugara munyika yakadaro, asi vanoona sekuti hazvingamboitiki. Bhaibheri rinotaura kuti nei vanhu vari kutadza kupedza hondo pasinei nezvese zvavari kuedza kuita. Rinotsanangurawo kuti ungava sei nechokwadi chekuti panyika pachava nerunyararo kana kuti rugare, uye kuti izvozvo zvava kuda kuitika.

Mumagazini ino, shoko rekuti “hondo” uye rekuti “kurwisana” riri kureva mapato maviri anenge achirwisana aine zvombo kana kuti nyika mbiri dzinenge dzichirwisana. Mazita evamwe vanhu vari kutaurwa munyaya ino akachinjwa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe