RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w24 November p. 32
  • Tsvaga Nzvimbo Yakanaka Yekudzidzira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tsvaga Nzvimbo Yakanaka Yekudzidzira
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2024
  • Mashoko Akafanana
  • Ndingaita Sei Kuti Pfungwa Dzangu Dzirambe Dziri Pachinhu Chimwe Chete?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
  • Zvakaipa Here Kuita Kuti Zvimwe Zvaunoita Zvisazivikanwe?
    Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda, Bhuku 1
  • Ndingaita Sei Kuti Ndisaongororwa Zvese Zvese Zvandinoita?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
  • Ndingaita Sei Kuti Ndibudirire Ndichidzidza Ndiri Kumba?
    Vechidiki Vanobvunza Kuti
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2024
w24 November p. 32

ZVAUNGAITA PAKUDZIDZA

Tsvaga Nzvimbo Yakanaka Yekudzidzira

Unoda kuti kudzidza kwaunoita kuwedzere kukubatsira here? Mazano anotevera anogona kukubatsira kuti ukwanise kuisa pfungwa pane zvaunenge uchidzidza:

  • Tsvaga nzvimbo yakanaka. Kana zvichiita, edza kutsvaga nzvimbo yakachena uye ine chiedza chakakwana. Unogona kushandisa tafura necheya kana kutsvagawo pamwe panogarika zvakanaka panze.

  • Tsvaga nzvimbo yekuti unenge uri wega. Jesu akasarudza kunyengetera “mangwanani-ngwanani” ari “kwake ega.” (Mako 1:35) Kana usingakwanisi kuwana nzvimbo yekuti unge uri wega, udza vemumhuri mako kana kuti vaunogara navo kuti unodzidza nguvai wovakumbira kuti vasakuvhiringidza.

  • Isa pfungwa pane zvaunenge uchidzidza. Usarega zvimwe zvinhu zvichikuvhiringidza. Kana uchishandisa foni yako, ita kuti isazokuvhiringa nezvinhu zvakadai semameseji nezvimwewo. Uye kana ukafunga nezvechimwe chinhu chaunoda kuita, chinyore pasi wozochiita pane imwe nguva. Kana wava kutadza kuisa pfungwa pane zvauri kudzidza, unogona kumbosimuka wombofamba-famba kana kumbotwasanudza muviri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe