Zviri Mukati
ZVIRI MUMAGAZINI INO
Nyaya Yekudzidza 40: December 9-15, 2024
6 Jehovha “Anoporesa Vakaora Mwoyo”
Nyaya Yekudzidza 41: December 16-22, 2024
12 Zvatinodzidza Pane Zvakaitwa naJesu Mumazuva 40 Ekupedzisira Ari Panyika
Nyaya Yekudzidza 42: December 23-29, 2024
18 Ratidza Kuti Unoonga Varume Vakagadzwa
Nyaya Yekudzidza 43: December 30, 2024–January 5, 2025
24 Zvaungaita Kana Usina Chokwadi Nezvimwe Zvinhu
30 Waizviziva Here?—Tinozviziva sei kuti vaIsraeri vaikoshesa mimhanzi?