RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w23 December pp. 1-32
  • Yekudzidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Yekudzidza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
w23 December pp. 1-32
Hanzvadzi yechidiki nehama yechidiki vari kufara kuti vari kuva vaKristu vakasimba pakunamata. Hanzvadzi yacho iri kufungisisa yakabata Bhaibheri; hama yacho iri muushumiri. Mifananidzo: Hama nehanzvadzi dzechidiki dzakasimba pakunamata dziri kuita mabasa ekunamata. 1. Hanzvadzi iri kuisa zvinhu patafura muimba yekudyira paBheteri. 2. Hanzvadzi mbiri dziri kuverengera mumwe mukadzi Bhaibheri muushumiri. 3. Hanzvadzi iri kuparidza nechingoro pamwe chete nehanzvadzi yechikuru. 4. Hama iri kubatsira hama yechikuru pakushandisa tablet rayo. 5. Hama iri kuverenga Bhaibheri iri pachikuva pamusangano weungano. 6. Hama iri kushandisa muchina wekuchekesa mapuranga pabasa rekuvaka zvivakwa zvesangano.

Yekudzidza

DECEMBER 2023

NYAYA DZEKUDZIDZA: FEBRUARY 5–MARCH 3, 2024

© 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.

Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.

MUFANANIDZO URI PAKAVHA:

Vakadzi vechidiki vakawanda nevarume vechidiki avo vakadzidziswa Bhaibheri ndokushandisa zvavakadzidza vakava vaKristu vakasimba pakunamata (Ona nyaya yekudzidza 52, ndima 21, uye nyaya yekudzidza 53, ndima 19-20)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe