Nyaya Yekudzidza
JULY 2023
NYAYA DZEKUDZIDZA: SEPTEMBER 11–OCTOBER 8, 2023
© 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Bheraki nevarume vaaiva navo vachidzingirira uto raSisera (Ona nyaya yekudzidza 31, ndima 18)