Nyaya Yekudzidza
JUNE 2023
NYAYA DZEKUDZIDZA: AUGUST 14–SEPTEMBER 10, 2023
© 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Gidhiyoni akateerera ndokuderedza nhamba yeuto rake, akasarudza varume 300 vakaratidza kuti vainge vakangwarira (Ona nyaya yekudzidza 25, ndima 9)