Nyaya Yekudzidza
May 2023
NYAYA DZEKUDZIDZA: JULY 10–AUGUST 13, 2023
© 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Kubva muna 1919 C.E., mamiriyoni evarume, vakadzi nevana akabuda muBhabhironi Guru, akatanga kufamba ‘muNzira yeUtsvene.’ (Ona nyaya yekudzidza 22, ndima 8)