Yekudzidza
APRIL 2023
NYAYA DZEKUDZIDZA: JUNE 5–JULY 9, 2023
© 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Kwemakore 20, Jehovha akakomborera Jakobho paaishanda nesimba achishandira sekuru vake Rabhani (Ona nyaya yekudzidza 17, ndima 5)