Yekudzidza
MARCH 2023
NYAYA DZEKUDZIDZA: MAY 1–JUNE 4, 2023
© 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Pasi rese, vakuru nevadiki vari kufambira mberi uye vari kubhabhatidzwa (Ona nyaya yekudzidza 11, ndima 1-2)