RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w22 November p. 32
  • Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
w22 November p. 32

Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org

MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO

Raibhurari Inokwana Muruoko

Ona kuti zvii zvinodiwa kuvandudza JW Library® uye kuita kuti irambe ichishanda zvakanaka.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Ungaitei Kana Mumwe Wako Aine Unhu Hunokusvota?

Pane kurega unhu hune mumwe hwako hunokusvota huchikanganisa wanano yenyu, edza kutarisa rimwe divi rahwakanakira.

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

“Ndaigara Mumigwagwa”

Antonio akatanga kudhakwa zvisingaite uye kushandisa madrugs uye izvi zvakaita kuti aone sekuti upenyu hahuna chinangwa. Chii chakazoita kuti agadzirise maonero ake?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe