Nyaya Dziri Pajw Library Uye Pajw.Org
MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO
Zvatakaita pakubatsira vamwe panguva yeCOVID-19 zvakakurudzira Zvapupu nevamwe vanhu vasiri Zvapupu.
DZIMWE NYAYA
Pachazombova Nehurumende Inoita Kuti Vanhu Vese Vawane Zvavanoda Pakurarama Here?
Hurumende hadzisi kukwanisa kuita kuti munhu wese ari munyika awane zvinhu zvese zvaanoda pakurarama. Bhaibheri rinotaura kuti Mwari achagadzirisa sei dambudziko iri.
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Bhaibheri Ringandibatsira Sei?—Chikamu 1: Kudzidza Bhaibheri
Kana ukanhonga bhokisi rekare rinoratidza kuti rine zvinhu zvinokosha, unorega kurivhura here kuti uone zvirimo? Bhaibheri rakaita sebhokisi iroro. Rine pfuma yakawanda inokosha.