Nyaya Yekudzidza
AUGUST 2022
NYAYA DZEKUDZIDZA: OCTOBER 3–NOVEMBER 6, 2022
© 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Kuti abatsire Jobho kuva nechokwadi chekuti Jehovha anomuda, Jehovha akataura naye nezvenzira dzakawanda dzairatidza kuti ane hanya nezvinhu zvaakasika (Ona nyaya yekudzidza 33, ndima 10)