Nyaya Dziri PaJW Library Uye PaJW.ORG
ZVAKAITIKA KUZVAPUPU ZVAJEHOVHA
Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuBulgaria
Matambudziko api anosangana nevaya vanotamira kune imwe nyika kuti vanoparidza?
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Kuita Zvinhu Zvakawanda Panguva Imwe Chete Kwakanaka Here?
Unogona kuita zvinhu zviviri panguva imwe chete here kana chimwe chacho chisingadi kuti ushandise pfungwa?
MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO
Nhepfenyuro yeJW yepaSatellite Iri Kushandiswa Kunzvimbo Dzisina Indaneti
Hama dziri muAfrica dziri kukwanisa sei kuona JW Broadcasting® kana dzisina Indaneti?