Zviri Mukati
ZVIRI MUMAGAZINI INO
Nyaya Yekudzidza 6: April 4-10, 2022
2 Unovimba Kuti Jehovha Anogara Achiita Zvakarurama Here?
Nyaya Yekudzidza 7: April 11-17, 2022
8 ‘Teerera Mashoko Evakachenjera’
Nyaya Yekudzidza 8: April 18-24, 2022
14 Mazano Ako ‘Anofadza Mwoyo’ Here?
Nyaya Yekudzidza 9: April 25, 2022–May 1, 2022
20 Tevedzera Jesu Nekushumira Vamwe
26 Nyaya Yeupenyu—Ndakawana Chimwe Chinhu Chiri Nani Kupfuura Kuva Chiremba