RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp22 nha. 1 p. 2
  • Sumo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Sumo
  • TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Tinogona Kukurira Ruvengo!
    TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2022
  • Kuvengana Kungapedzwa Sei?
    TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2022
  • Ruvengo Paruchapera Zvachose!
    TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2022
  • Nei Vanhu Vachivengana Zvakanyanya Kudaro?
    TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2022
Ona Zvimwe
TNharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2022
wp22 nha. 1 p. 2

Sumo

Munyika makazara ruvengo. Vanhu vanoratidza ruvengo nenzira dzakasiyana-siyana. Vamwe vanosarura vamwe, vanovabata zvisina kunaka, vanovatuka, kunyange kutovarova. Ruvengo ruchazombopera here? Nyaya dziri mumagazini ino dzinoratidza kuti Bhaibheri ringatibatsira sei kukunda ruvengo. Dzinoratidzawo vimbiso yaMwari yekuti achapedza ruvengo zvachose.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe