Yekudzidza
NOVEMBER 2021
NYAYA DZEKUDZIDZA: JANUARY 3-30, 2022
© 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Rute anoramba aina vamwene vake Naomi, Opa paanodzokera kuMoabhi. Rute anoudza Naomi kuti: “Kwamunoenda ndiko kwandichaendawo.” (Ona nyaya yekudzidza 45, ndima 13)