Nyaya Dziri paJw Library Uye paJW.ORG
ZVAKAITIKA
Mudzidzi weBhaibheri Mumwe Chete Anoguma Nevakawanda
Zvapupu zvaJehovha muGuatemala zvakakwanisa kushanyira vanhu vakawanda vanotaura mutauro wechiKekchi nemashoko ari muBhaibheri.
PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > ZVAKAITIKA.
Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > ZVAKAITIKA KUZVAPUPU ZVAJEHOVHA > KUPARIDZA CHOKWADI CHIRI MUBHAIBHERI.
MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO
Kabhokisi Kari Kuita Kuti Vanhu Vawane Zvekudya Zvekunamata
Zvapupu zvaJehovha zvakawanda zvava kukwanisa kudhaunirodha mabhuku pasina Indaneti.
PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO.
Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > MASHANDISIRWO ARI KUITWA MARI YENYU YEZVIPO.