RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w21 April p. 32
  • Nyaya Dziri Pajw.Org

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri Pajw.Org
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
w21 April p. 32

Nyaya Dziri Pajw.Org

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

“Handichafariri Zvekurwa”

Musi wekutanga ari pabasa rake idzva, Michael Kuenzle akabvunzwa kuti, “Unofunga kuti Mwari ndiye ari kukonzera matambudziko ari munyika here?” Izvi zvakachinja upenyu hwake.

Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU.

VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI

Ndodii Kana Ndakabhowekana?

Kuenda paIndaneti kungabatsira here? Maonero aunoita anokosha here?

Pajw.org, enda pakanzi RAIBHURARI > NYAYA DZINOGARA DZICHIBUDA > VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe