Yekudzidza
March 2021
NYAYA DZEKUDZIDZA: MAY 3–JUNE 6, 2021
© 2020 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Dhavhidhi aiona riri basa rake kuti achengetedze makwai ababa vake, kunyange kuadzivirira kuti asadyiwa nebheya (Ona nyaya yekudzidza 9, ndima 4)