Yekudzidza
DECEMBER 2020
NYAYA DZEKUDZIDZA: FEBRUARY 1-28, 2021
© 2020 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Mhuri inogara munyika inorambidzwa basa redu rechiKristu iri kuramba ichinamata iine chivimbo chekuti Mwari ane zvinhu zvakanaka zvaakaichengetera (Ona nyaya yekudzidza 50, ndima 4)