Yekudzidza
NOVEMBER 2020
NYAYA DZEKUDZIDZA: JANUARY 4-31, 2021
© 2020 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Pakwaiva nemhepo ine simba mugungwa, ngirozi yakavimbisa Pauro kuti munhu wese aiva mungarava aizopona parwendo irworwo rwainge ruine ngozi (Ona nyaya yekudzidza 46, ndima 5)