Yekudzidza
OCTOBER 2020
NYAYA DZEKUDZIDZA: DECEMBER 7, 2020–JANUARY 3, 2021
© 2020 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Hapana chinofadza vanhu vese vemuungano kupfuura kuona mudzidzi weBhaibheri wavanoda achibhabhatidzwa (Ona nyaya yekudzidza 41, ndima 1)