Nyaya Dziri PaJW.ORG
TEVEDZERA KUTENDA KWAVO
Jehovha Akanyaradza Marwadzo Ake
Kana tikatevedzera kutenda kwaJobho tichaita kuti Satani arwadziwe uye tichaita kuti Jehovha uyo anotida, afare zvikuru!
Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > KUTENDA MUNA MWARI > TEVEDZERA KUTENDA KWAVO.
WANANO
Vanhu pavanoroorana, vanosangana nematambudziko akasiyana-siyana. Mwoyo murefu unokosha kuti wanano ibudirire.
Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > WANANO UYE MHURI> WANANO.