Yekudzidza
AUGUST 2020
NYAYA DZEKUDZIDZA: SEPTEMBER 28–NOVEMBER 1, 2020
© 2020 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Jesu ari kuratidzwa ari kudenga. Akamira pamwe chete nevamwe vaachatonga navo. Vese vakatarisa ngirozi dzakawanda chaizvo. Dzimwe ngirozi dziri kuenda panyika kunoita basa radzatumwa. Jehovha akapa mabasa vese vari kuratidzwa mumufananidzo uyu (Ona nyaya yekudzidza 32, ndima 5)