Nyaya Dziri Pajw.Org
MAZANO EKUBATSIRA MHURI
Kubatsira Kwamungaita Mwana Kana Akundikana
Kukundikana kuita zvimwe zvinhu kunowanika. Dzidzisa vana vako kuti vave nemaonero akanaka uye vabatsire kugadzirisa pavanokanganisa.
Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > WANANO UYE MHURI > KURERA VANA.
ZVAKAITIKA
Nei vakomana 5 vakabatsira muvakidzani pasinei nekuti kwaitonhora?
Pajw.org, enda pakanzi NEZVEDU > ZVAKAITIKA > KUPARIDZA CHOKWADI CHIRI MUBHAIBHERI.