Nyaya Dziri Pajw.Org
ZVAKAITIKA
Kunyange zvazvo mbuya Irma vava kutosvitsa makore 90, vanonyorera vanhu tsamba vachivaparidzira uye vanhu vacho vari kutenda chaizvo.
Pajw.org, enda pakanzi NEZVEDU > ZVAKAITIKA > KUPARIDZA CHOKWADI CHIRI MUBHAIBHERI.
VECHIDIKI VANOBVUNZA KUTI
Chii Chingandipa Shungu Dzekuekisesaiza?
Kuekisesaiza kunokubatsira kuti ungova neutano hwakanaka chete here?
Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA > VECHIDUKU VANOBVUNZA KUTI.