RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w20 February pp. 1-32
  • Yekudzidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Yekudzidza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
w20 February pp. 1-32
Nharireyomurindi Yekudzidza, February 2020.

Yekudzidza

FEBRUARY 2020

NYAYA DZEKUDZIDZA APRIL 6–MAY 3, 2020

© 2019 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.

Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.

MUFANANIDZO URI PAKAVHA:

MuIsraeri wechidiki amhanya kuna Mozisi naJoshua kunovaudza kuti pane varume vaviri vari kuita sevaprofita mutende. Joshua anokumbira Mozisi kuti avarambidze zvavari kuita asi Mozisi ari kuramba. Anoudza Joshua kuti ari kufara kuti Jehovha aisa mweya wake pavarume vacho (Ona Nyaya yekudzidza 8, ndima 10)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe