RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb25 March p. 11
  • April 14-20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 14-20
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2025
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2025
mwb25 March p. 11

APRIL 14-20

ZVIREVO 9

Rwiyo 56 Nemunyengetero | Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

1. Iva Munhu Akachenjera, Kwete Museki

(10 min.)

Museki haabvumi kutsiurwa uye anotogumbukira munhu anenge amutsiura (Zvi 9:​7, 8a; w22.02 9 ¶4)

Munhu akachenjera anofarira munhu anomutsiura uye haamuvengi (Zvi 9:8b, 9; w22.02 12 ¶12-14; w01 5/15 30 ¶1-2)

Zvinhu zvinofamba zvakanaka kumunhu akachenjera, asi kumuseki hazvimufambiri zvakanaka (Zvi 9:12; w01 5/15 30 ¶5)

Hanzvadzi yechidiki iri kuteerera zviri kutaurwa nehanzvadzi yechikuru pavari kutandara vachidya muresitorendi.

2. Kuchera Pfuma muShoko raMwari

(10 min.)

  • Zvi 9:17—Chii chinonzi “mvura yekuba,” uye nei ichitapira? (w06 9/15 17 ¶5)

  • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

3. Kuverenga Bhaibheri

(4 min.) Zvi 9:​1-18 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

4. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) PAIMBA NEIMBA. Munhu wacho akapinda Chirangaridzo. (lmd chidzidzo 8 pfungwa 3)

5. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA MUNZVIMBO DZINOWANIKA VANHU VAKAWANDA. Wakambobatsira munhu wacho kuti azive kunopindirwa Chirangaridzo pedyo naye. (lmd chidzidzo 7 pfungwa 4)

6. Kudzokera Kuvanhu Vakaratidza Kufarira

(4 min.) KUPARIDZA ZVISINA KURONGWA. Munhu wacho ndeweukama uye wakambomubatsira kuti azive kunopindirwa Chirangaridzo pedyo naye. (lmd chidzidzo 8 pfungwa 4)

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rwiyo 84

7. Ropafadzo Dzinoita Kuti Uve Anokosha Here?

(15 min.) Kukurukura nevateereri.

Ratidzai VHIDHIYO yacho. Kana yapera, bvunzai vateereri kuti:

  • Shoko rekuti “ropafadzo” rinorevei?

  • Vaya vane mabasa muungano vanofanira kuzviona sei?

  • Nei kushumira vamwe kuri iko kunonyanya kukosha kupfuura mabasa atinoita musangano?

8. Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano

(30 min.) bt chits. 25 ¶5-7, bhokisi riri papeji 200

Mashoko Ekugumisa (3 min.) | Rwiyo 42 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe