Yekudzidza
JANUARY 2020
NYAYA DZEKUDZIDZA MARCH 2–APRIL 5, 2020
© 2019 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
RUGWARO RWEDU RWEGORE RWA2020:
‘Endai munoita kuti vanhu vave vadzidzi, muchivabhabhatidza.’—MAT. 28:19.
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Jesu paakaonana nevaapostora vake uye vamwe vadzidzi muGarireya pashure pekunge amutswa, akavaudza kuti ‘endai munoita kuti vanhu vave vadzidzi’ (Ona nyaya yekudzidza 1, ndima 3-4)