December 18-24
JOBHO 28-29
Rwiyo 39 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Une Mukurumbira Wakanaka Sewaiva naJobho Here?”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Job 29:24—Tinodzidzei kubva pane zvaiitwa naJobho? (g00 7/8 29 ¶3)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 28:1-28 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara!, mokurukura zviri pakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa Nezvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 17)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 13 sumo yechikamu chakanzi Wedzera Kuongorora uye pfungwa 4 (th chidzidzo 6)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Ndingaita Sei Kuti Ndisashoresa Sangano raJehovha?”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 3 ¶12-18
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 50 Nemunyengetero