RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 5
  • November 20-26

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 20-26
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 5

November 20-26

JOBHO 18-19

  • Rwiyo 44 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Usambofa Wakarasa Vaunonamata Navo”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 19:1, 2—Tinodzidzei pane zvakaitwa naJobho paakaudzwa mashoko anorwadza nevanhu vaiita seshamwari dzake? (w94 10/1 32)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 18:1-21 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 3)

  • Hurukuro: (5 min.) w20.10 17 ¶10-11—Musoro: Kurudzira Mudzidzi Kuti Atsvage Shamwari Muungano. (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 90

  • Iva Shamwari yaJehovha—Batsira Vamwe: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo iyi. Kana muungano menyu muine vana, kumbirai vana vamakatosarudza kare kuti vauye kuchikuva, movabvunza kuti: Vana vangabatsira sei vamwe?

    Zvii zvaunoda kuita kuti ubatsire vamwe?

  • “Urongwa Hwekunyaradza Vaya Vanoshumira paBheteri”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 2 ¶8-15

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 63 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe