RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 November p. 2
  • November 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • November 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 November p. 2

November 6-12

JOBHO 13-14

  • Rwiyo 151 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kana Munhu Akafa, Angararamazve Here?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 13:12—Nei Jobho akati mashoko aitaurwa neshamwari dzake dzenhema ainge akaita “sezvirevo zvemadota”? (it-1-E 191)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 13:​1-28 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Bhaibheri—2Ti 3:​16, 17. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 2)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chikamu 1 mibvunzo yekudzokorora 1-5 (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 127

  • ‘Isa Chimwe Chinhu Parutivi’: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo kunoitiswa nemukuru. Rumbidzai ungano nekuisa kwavanoita mari parutivi kuti vatsigire sangano raJehovha.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 1 ¶16-21

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 76 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe