RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 14
  • October 30–November 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 30–November 5
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 14

October 30–November 5

JOBHO 11-12

  • Rwiyo 87 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvinhu Zvitatu Zvatingaita Kuti Tiwane Uchenjeri Uye Tibatsirwe Nahwo”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 12:11—Vhesi iyi ingatibatsira sei kuti tivandudze kuteerera kwatinoita? (w08 8/1 11 ¶5)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 12:1-25 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 13)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 12 pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 135

  • “Vabereki Batsirai Vana Venyu Kuti Vashandise Zvavanodzidziswa naJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) bt chits. 1 ¶8-15, bhokisi riri papeji 12

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 3 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe