RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 10
  • October 16-22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 16-22
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 10

October 16-22

JOBHO 6-7

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Paunoona Sekuti Hauchagoni Kutsungirira”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 6:29—Chii chingatibatsira kuti tisaona hama dzedu zvisiri izvo? (w20.04 16 ¶10)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 6:1-21 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 7)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 11)

  • Hurukuro: (5 min.) w22.01 12 ¶15-18—Musoro: Dzidzisa Zvine Unyanzvi Sezvaiita Jakobho—Shandisa Mifananidzo Inojekesa Pfungwa Yauri Kutaura. (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 144

  • “Jehovha Anoponesa Vaya Vakasuruvara”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chikamu 4 kudzokorora

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe