RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 8
  • October 2-8

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 2-8
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 8

October 2-8

JOBHO 1-3

  • Rwiyo 141 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ramba Uchiratidza Kuti Unoda Jehovha Zvakadzama”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Job 1:10—Vhesi iyi inotibatsira sei kunzwisisa zvakataurwa naJesu pana Mateu 27:46? (w21.04 11 ¶9)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Job 3:1-26 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 9)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 20)

  • Hurukuro: (5 min.) w22.01 11 ¶11-14—Musoro: Dzidzisa Zvine Unyanzvi Sezvaiita Jakobho—Ona Zvinhu Sezvazviri Uye Zvininipise. (th chidzidzo 18)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 21

  • Ndaifunga Kuti Zviri Kundifambira Zvakanaka: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Nemhaka yei Hama Birdwell vaiona sekuti zvinhu ‘zvaivafambira zvakanaka’?

    Kufungisisa zvinotaurwa pana Mateu 6:33 kwakavabatsira sei?

    Zvii zvimwe zvawadzidza kubva kune zvakaitika kumhuri yekwaBirdwell?

  • “Shandisa Peji Yekutanga yeJW.ORG Muushumiri”: (5 min.) Kukurukura nevateereri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 59 pfungwa 6, pfupiso, kudzokorora uye edza izvi

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 129 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe