RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 6
  • September 25–October 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 25–October 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 6

September 25–October 1

ESTERI 9-10

  • Rwiyo 102 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Akashandisa Chinzvimbo Chake Kuti Abatsire Vanhu Verudzi Rwake”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Es 9:15, 16—Nemhaka yei vaJudha vasina chavakapamba? (w06 3/1 11 ¶4)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Es 9:1-14 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! womuratidza kuti tinodzidza sei nevanhu Bhaibheri. (th chidzidzo 13)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 12 sumo yepaWedzera Kuongorora uye pfungwa 4 (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 117

  • “Vafudzi Vanoshanda Nesimba Kuti Vabatsire Vanhu vaJehovha”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 59 pfungwa 1-5

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 55 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe