RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 4
  • September 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 4

September 18-24

ESTERI 6-8

  • Rwiyo 115 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Muenzaniso Pakutaura Zvakanaka”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Es 7:4—Kutsakatiswa kwevaJudha ‘kwaizokuvadza mambo’ sei? (w06 3/1 11 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Es 8:9-17 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho) (th chidzidzo 12)

  • Hurukuro: (5 min.) w22.01 10-11 ¶8-10—Musoro: Dzidzisa Zvine Unyanzvi Sezvaiita Jakobho—Zvaunodzidzisa Ngazvive Nyore Kunzwisisa. (th chidzidzo 17)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 148

  • “Vimba naJehovha Kana Paine Ari Kukushungurudza”: (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 58

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 124 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe