RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 3
  • September 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 3

September 11-17

ESTERI 3-5

  • Rwiyo 85 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvese Zvavanokwanisa”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Es 4:12-16—Tinorwira sei rusununguko rwekunamata sezvakaitwa naEsteri naModhekai? (kr 160 ¶14)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Es 3:1-12 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Umambo—Mt 14:19, 20. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezveurongwa hwekudzidzisa vanhu Bhaibheri uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 16)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 12 sumo uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 15)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 65

  • Iva Shamwari yaJehovha—Esteri Aiva Neushingi: (5 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo. Kana muungano menyu muine vana, kumbirai vana vamakatosarudza kare kuti vauye kuchikuva movabvunza kuti: Zvii zvaunoda kuita kuti utevedzere ushingi hwaiva naEsteri?

  • Zvemuungano Yenyu: (10 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 57

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 125 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe