RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 September p. 2
  • September 4-10

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • September 4-10
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 September p. 2

September 4-10

ESTERI 1-2

  • Rwiyo 137 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Edza Kuva Nemwero saEsteri”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Es 2:5—Uchapupu hupi huripo hunoratidza kuti Modhekai aivako zvechokwadi? (w22.11 31 ¶3-6)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Es 1:13-22 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Umambo—Mt 6:9, 10. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! (th chidzidzo 1)

  • Hurukuro: (5 min.) w20.11 13-14 ¶3-7—Musoro: Kubatsirwa naJesu Uye Nengirozi. (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 106

  • Zvinotaurwa Nevezera Rako—Chimiro: (5 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Nei zvichigona kuoma kuti tive nemaonero akanaka nezvechimiro chedu?

    1 Petro 3:3, 4 ingatibatsira sei kuti tive nemaonero akanaka nezvedu?

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaSeptember.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 56 uye mamwe mashoko 6 ne7

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 101 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe