RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 14
  • August 28–September 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 28–September 3
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 14

August 28–September 3

NEHEMIYA 12-13

  • Rwiyo 34 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ratidza Kuti Wakavimbika Kuna Jehovha Paunosarudza Shamwari” (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ne 13:10—Sezvo vaimbi vepatemberi vaivawo vaRevhi, nei vakanyorwa pavo vega? (it-2-E 452 ¶9)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ne 12:27-39 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 16)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 3)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 11 pfupiso, kudzokorora, uye edza izvi (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 108

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • “Tevedzera Rudo Rusingachinji rwaJehovha”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 55 pfungwa 5 uye pfupiso, kudzokorora uye edza izvi

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 84 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe