RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 12
  • August 21-27

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • August 21-27
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 12

August 21-27

NEHEMIYA 10-11

  • Rwiyo 37 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vakabvuma Kurasikirwa Nezvimwe Zvinhu Kuti Vaite Kuda kwaJehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ne 10:34—Nei vanhu vakarayirwa kuti vaunze huni kuimba yaMwari? (w06 2/1 11 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ne 10:28-39 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! mokurukura muchidimbu chikamu chakanzi “Zvaungaita Kuti Unyatsobatsirwa Nezvidzidzo zveBhaibheri Zviri Mubhuku Rino.” (th chidzidzo 4)

  • Hurukuro: (5 min.) w11 2/15 15-16 ¶12-15—Musoro: Zvibayiro Zvinofadza Mwari Mazuva Ano. (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 81

  • “Une Zvinangwa Zvipi Mugore Rebasa Idzva?”: (10 min.) Kukurukura nevateereri.

  • “Mushandirapamwe Unokosha Wekuzivisa nezveUmambo hwaMwari Muna September!”: (5 min.) Hurukuro inopiwa nemutariri webasa. Itai kuti vanhu vave nechido chekuita mushandirapamwe uye taurai zvakarongwa neungano yenyu.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 55 pfungwa 1-4

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 92 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe