RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 7
  • July 31–August 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 31–August 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 7

July 31–August 6

NEHEMIYA 3-4

  • Rwiyo 143 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Unozviona Seunokosha Zvekutadza Kuita Mabasa Anotarisirwa Pasi Here?”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ne 4:17, 18—Munhu aigona sei kuita basa rekuvaka neruoko rumwe chete? (w06 2/1 9 ¶1)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ne 3:15-24 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunodzokera: (4 min.) Kurukurai zviri papeji yekupedzisira yebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! Muudze nezvezvidzidzo zveBhaibheri zvatinoitisa womubvunza kuti anoda kudzidza Bhaibheri here. (th chidzidzo 12)

  • Hurukuro: (5 min.) km 11/12 1—Musoro: Fadzwa Nekushanda Kwako Nesimba. (th chidzidzo 10)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 91

  • Kushanda neZvapupu zvaJehovha: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai kuti: Sezvataona muvhidhiyo iyi, mabatiro atinozviita tiri kubasa anobatsira sei kuti vanhu vafarire chokwadi?

  • Zvemuungano Yenyu: (7 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 52

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 29 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe