RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 5
  • July 17-23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 17-23
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 5

July 17-23

EZRA 9-10

  • Rwiyo 89 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Marwadzo Anokonzerwa Nekusateerera”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ezr 10:44—Nei vana vakaendeswa pamwe chete navanaamai vavo? (w06 1/15 20 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ezr 9:1-9 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa turakiti rakanzi Kutambura Kuchazombopera Here? kuti usume nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 13)

  • Paunodzokera: (4 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano, uye ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Chii Chinoitwa paImba yoUmambo? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 6)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 11 sumo uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 14)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 150

  • Kuteerera Kunotichengetedza (2 VaT. 1:8): (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yacho. Kana yapera bvunzai kuti: Chii chichaitika Amagedhoni isati yatanga?

    Kuteerera kunotibatsira sei iye zvino?

    Kuteerera kwakabatana papi nehondo yeAmagedhoni?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 50 pfungwa 6-7, pfupiso, kudzokorora uye edza izvi

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 133 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe