RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 July p. 4
  • July 10-16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • July 10-16
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 July p. 4

July 10-16

EZRA 7-8

  • Rwiyo 82 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Zvakaitwa naEzra Zvakaita Kuti Jehovha Akudzwe”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ezr 8:1—Nei vaJudha vakawanda vaiva muBhabhironi vakazeza kuenda kuJerusarema naEzra? (w06 1/15 19 ¶10)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Ezr 8:21-36 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Kutambura—1Jo 5:19. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.

  • Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho). (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! wobva wamuratidza kuti tinodzidza sei Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 11)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 59

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 50 pfungwa 1-5 uye vhidhiyo yakanzi Dzivirirai Vana Venyu iri mubhokisi rakanzi “Waizviziva Here?”

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 134 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe