RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 11
  • June 12-18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 12-18
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 11

June 12-18

2 MAKORONIKE 32-33

  • Rwiyo 103 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Simbisa Hama Dzako Zvinhu Pazvinenge Zvakaoma”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 33:15, 16—Zvakaitwa naManase zvinotidzidzisei? (w21.10 4-5 ¶11-12)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 32:1-15 (th chidzidzo 11)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kurukurai zviri papeji 16 yebhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! wobva wamuratidza kuti tinodzidza sei Bhaibheri nevanhu. (th chidzidzo 6)

  • Paunodzokera: (3 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chinhu chiri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 17)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 10 pfungwa 5 (th chidzidzo 19)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 36

  • “Ngwarira Vanhu Vakatsauka Pakutenda”: (10 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo.

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 48 pfungwa 1-4

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 90 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe