RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 10
  • June 5-11

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 5-11
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 10

June 5-11

2 MAKORONIKE 30-31

  • Rwiyo 87 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Kuungana Nevamwe Kwakanaka”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 30:20—Kuteerera kwakaita Jehovha chikumbiro chaHezekiya kunotidzidzisei? (w18.09 6 ¶14-15)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 31:11-21 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 20)

  • Paunodzokera: (5 min.) Tanga nenyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa munhu wacho bhurocha raRarama Nekusingaperi Uchifara! wobva watanga chidzidzo cheBhaibheri pachidzidzo 01. (th chidzidzo 18)

  • Hurukuro: (5 min.) w19.01 11-13 ¶13-18—Musoro: Rumbidza Jehovha Nekupindura Pamisangano. (th chidzidzo 16)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 74

  • Iva Shamwari yaJehovha—Gadzirira Kuzopindura: (5 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo. Kana zvichiita, bvunzai vana vari muvateereri kuti: Zvii zvaunofanira kuita paunenge uchigadzirira kuti uzopindura pamisangano? Nei tisingafaniri kutsamwa kana tikasasimudzwa kuti tipindure?

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chikamu 3 kudzokorora

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 115 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe