RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 7
  • May 22-28

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 22-28
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 7

May 22-28

2 MAKORONIKE 25-27

  • Rwiyo 80 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anokwanisa Kukupai Zvakatowanda Kupfuura Ipapo”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 26:4, 5—Tinodzidzei kuna Uziya nezvekuva nemunhu akasimba pakunamata anotibatsira kuita zvisarudzo zvakanaka? (w07 12/15 10 ¶1-2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 25:1-13 (th chidzidzo 12)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvekosi yeBhaibheri yatinoitisa, uye musiyire kadhi rekosi yeBhaibheri. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera: (4 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu, uye musiyire kadhi rejw.org. (th chidzidzo 15)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 10 sumo uye pfungwa 1-3 (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 136

  • Upenyu Husingaperi Hunokosha Kupfuura Chero Kurasikirwa Kwaungaita (Mako 10:29, 30): (15 min.) Kukurukura nevateereri uye kuona vhidhiyo. Kana vhidhiyo yapera, bvunzai kuti: Vimbiso yaJesu iri pana Mako 10:29, 30 inofanira kuita kuti tiitei? Jesu akaita sei vanin’ina vake pavakanga vasati vava kutenda maari? Tinofanira kugara tichiyeukei nezvevanhu vemumhuri medu vasati vava Zvapupu?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 46

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 51 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe