RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 May p. 6
  • May 15-21

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 15-21
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 May p. 6

May 15-21

2 MAKORONIKE 22-24

  • Rwiyo 73 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anokomborera Munhu Anoratidza Ushingi”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 2Mak 24:22—Zvakataurwa naZekariya zvakazadzika sei? (it-2-E 1223 ¶13)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 2Mak 22:1-12 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 1)

  • Paunodzokera: (4 min.) Shandisa nyaya iri mumharidzo yekuenzanisira. Koka munhu wacho kumisangano. (th chidzidzo 17)

  • Hurukuro: (5 min.) w10 2/15 6-8 ¶6-10—Musoro: Mweya Mutsvene waJehovha Uchakubatsira Kuti Uve Neushingi. (th chidzidzo 8)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 55

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) lff chidzidzo 45 pfungwa 4, pfupiso, kudzokorora uye edza izvi

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 37 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe